OVERALL COMIC AWARDS 2019 | Comic Pastor

Pubblicato il 6 gen 2020
COMIC AWARD 2019 OVERALL

Commenti

  • it-tvs.com/tv/video-412JYkEHO1g.html Nursel Makomborero Official Video

  • πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ u made my day, already dead

  • Tandram aiwa haasi mwana anemashaviπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜…πŸ˜…

  • Comic pastor Indonesia iwewe

  • Statement of the year; kuvhundutsa vanhu

  • Nice one comic Pastor

  • But mkuru prob 1 ndeyekut makajamba maawards adecember zveee apa....... Maifanirwawo kaaaah kuita adecember zveee then comes ya2019 overall....... But tenge tichingonakwa hedu takadaroo

  • Nhasi ndazoonawo yeeee

  • ha nice mmaworks cant get tired of watching just that these ads akuita youtube ibhowe akawandisa

  • pastor mekenyenye

  • *BEST VIDEO EVER!!!!!!* ​it-tvs.com/tv/video-uR8Mrt1IpXg.html​

  • ma advert makunyanya kuita kunge ztv

  • ayas ndanakwa hangu

  • ana twabamu hava kupinda tuma small statement

  • πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • Passion vane mamoves zheee

  • TWABAMM

  • haa comic vana vimbai wanyanyovada avo...havakwane pa overall

  • comic Pastor pamberi nemi

  • 16:05 nhaimi baba avo ndipastor chokwadi here?? Uyu passion Java uyu

  • background sound boe zvekuti

  • Thank you Comic Pastor 😍😍..

  • Prosper realy lyk u mudhara ndabva ndafunga celebrity SUNDAY muri MC

  • Masekero a President wedu anoratidza kuti hapana chinobuda pa2030 ipapo

  • Godzvas πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • January wedu watakaisa vanotiza nacho chee ''muriwo nemapotatooo" a week later ZBC ichoti fees dzokwira chete

  • Akupakura zvisiri feya haipo ??? Makurigger ka comic

  • Comic awards ndo best mdara musanyeberwe imi ndimi matiza wo ne chinhu this time !Asi pa overall winner marigger because Eliot akavharira pasi rino rese,Eliot is a fuckin legend he was known the world over,kaka burwa ma dance a Eliot ,ma songs" waka waka waka waka waka Eliot wake up"saka kana akuto feature pa ma awards he is a contestant zvisinei nekuti aripi hant?

  • kkkk mainini sharo tikuuya

  • Comic pastor you are just natural πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • β™‘β™‘β™‘β™‘β™‘

  • Tapfura nepano

  • Bundle randinetsa at least u have put a smile on my face in this harsh times

  • Song of the year is STUMBO...ndapedza nemiπŸ˜‚

  • Pastor imboisai ka sound track ako pa channel please kakaipa.....

  • My number one is the Stambo singer very creative in deed.πŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘awesome

  • Kuvhundutsa vanhu statement of the year

  • Overall winner ndichiweng mmm manyepancomic

  • Too many thingz happened last year ndandatonganwa zvimwe zvinhu zvakaitika

  • Hanzi takamuona akagarira gungwa.. Hahaha

  • Haaah pastumbo song apa magona apa

  • Akadya mari yemagetsi dhafu.😜😜😜😜😜🀣🀣🀣

  • Nominees bho but vaiziwina vacho

  • Vpn ndaseka kani

  • Mufundisi makanyanya kkkk

  • Mazepe Mazepe, chirikuseri icho,

  • Fineye...... Number chi voice chakanyepa

  • Apple butttt

  • no it will not work no it will work you will not work its simple

  • Watch 5 hottest celebs in Zimbabwe it-tvs.com/tv/video-cTDoeHup5uE.html

  • Hahahah l just died....comic pastor 🀣

  • Panondipedza hanzi endai munogovana kumba πŸ˜‚

  • You're the best

  • Background music too loud.

  • Kamusic kakutikanganisa ako profet pastor... Bvisai

  • Chaora chinhu ichi kkkk

  • Watching from malaysia.comic yr the best

  • ❀️

  • Ko Oscar pambuka aripiii

  • Stambo yakapenga